See a full grownup man crying for mommies car and house. You should be ashamed of yourself. Stupid man 👨🏿 why are you always crying for help. Get smthng with your life kwete kungochemera kupiwaaaaa. Zibenzi remunhuuuuu. Shame on you
May your mother rest in peace. Pull yourself together and move on.ln real life you reap what you sow. Try to find a solution to your predicament. You may end up losing your case in court and how are you going to pay your lawyers. Pray for God’s intervention. All will be well.
Unopenga iwe ,unotaura zvekupenga each and every time. Unogara uchingoda kubatsirwa ne Mari nguva dzese why ?dzidza kuzvishandira wega wava munhu mukuru
simba urirombe dzoka kumba iwe musoro bhangu
Kkkkkkk
Uyu anopenga anongorotomoka nguva dzese
Simba iduzvi tsvaka Mari pane kutaura chirungu uchi noser.
This guy needs help
He is crazy
Usatinyangadza iwe unodakuitira zvinhu nemumwe wakagarirei ikoko kana usina zvaurikuita better udzike kumusha musoro bhangu waisiwa nendege uchiitei daiwaiva nemoyo wekuchema mai vako hawaisiwa bendege zvimiririre semurume mhani
Hauna kukwana iwe uri mwana waJava here unoda kuchengetwa naye
you're liar if he was happy and laughing…why did he book the flight for you….at the first place… nonsense…
Kkkkkkk zvinonzwisa tsitsi. Musafugura hapwa paruzhinji vakomana toranai semhuri mugare pasi mutaurirane munzwisisane in private.
Iwe unotogwara zvako iwe waisiwa nendege uripi zibenzi remunhu basa rekuchemera zvinhu zvevamwe
kkk this guy is funny anoda kubatsirwa everytime
Kkkk mface iwe unopenga iwe,you're a big bro,work your way up,whats wrong with you.
Atanga uyuwo uyu haachengetengi
Wakadhakwa iwe ukuda pfumanyamai haugoni kushanda wega wakashaya mari yebus kuzochema mai vako yemalawyer unoiwanepi uri sascum remunhu wakadhakwa brain useless brother to Passion siyana naTwabam usarwadziwe naye
Iri rinonzi Simba I stupid chairo, kukura msoro mahara.At his age anotaura zve inheritance yaamai.Rakajaidzwa stupid
Unonyepa zvawaibuda uine Mota uchiti zvanguzvirikufaya ndiwe wega unemota pls wakahwinha ma tenders Wane company wani